Inini handigone kufadza munhu wese ndinongokwanisawo vasingandide handineinavo,ko kana vakakwanisa kuramba Jesu ndovagona nei ko kuzoti ininiwo hangu munhu we nyama By kristy kays -Tatenda
Published On: May 25th 2017, Thursday @ 9:48:59 PM
Total Number of Views: 73
Categories: Life